Wadiwa Ishe Jesu,
Pinda mumoyo mangu.
Ndikangamwirei zvivi zvangu.
Ndigeze undichenese.
Ndisunungurei.
Jesu ndinokutendai kuti makandifira.
Ndinotenda kuti wakamuka kuvakafa.
Uye kuti Muri kudzoka zvakare nokuda kwangu.
Ndizadze naMweya Mutsvene.
Ndipeiwo shungu dzevakarasika.
Nzara yezviro zvaMwari.
Uye kushinga kutsvene kuparidza Vhangeri raJesu Kristu.
Ndakaponeswa!
Ndakazvarwa patsva!
Ndaregererwa!
Uye ndiri munzira kuenda Kudenga.
Nokuti ndine Jesu mumwoyo mangu.
